VaMugabe Vanoti Kushanya kwaVaXi Ping kuZimbabwe Kwakakosha Zvikuru
Your browser doesn’t support HTML5
Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanotambira kushanya kwemutungamiri weChina, VaXi Jinpin, kuZimbabwe muna Zvita, vachiti vachakurukura zvirongwa zveChina zviri muZimbabwe pari zvino.