Accessibility links

UPDATES: First Lady Grace Mugabe Rally in Mazowe, Mashonaland Central province

  • Thomas Chiripasi

First Lady Grace Mugabe

First Lady Grace Mugabe

Martin Dinha: Drought has wreaked havoc in Mash Central
[2/12, 12:47 AM] Dinha: Food aid not reaching communities in time
[2/12, 12:47 AM] Dinha: Pasi nevanoda kuroya VaMugabe
[2/12, 12:55 AM] Mandi Chimene: Vamwe vakaenda naJoice, vamwe vakuda kuenda naiyeyu, zuva haridoke musati maziva
[2/12, 1:01 AM]: Mphoko: Zvekuti VaMugabe vakabva muchiti muzezuru kuchapinda mukaranga hakuna zvakadaro, insubordination hatiide
[2/12, 1:03 AM] Mphoko: You must be satisfied where you are.
[2/12, 1:12 AM] Grace Mugabe take to the podium
[2/12, 1:12 AM] Grace: Nyararai ka Amai vakutaura
[2/12, 1:13 AM] Musazotibhomba
[2/12, 1:14 AM] Grace: Our job as women is to mobilize, we will work anenge asvotwa ndezvake
[2/12, 1:15 AM] Grace: Toda kumbochinja maitiro
[2/12, 1:15 AM] Grace: Ndakauya ndasimba ndadya nda gainer weight
[2/12, 1:20 AM] Grace: Varikuita factionalism stop it
[2/12, 1:20 AM] Grace: Zvinozonzi mai Mugabe vakuda kutonga, ndiri kutotonga
[2/12, 1:24 AM] Grace: Vamwe munoti Mugabe achembera ngaabve iwe uchiri mwana mudiki here
[2/12, 1:25 AM] Grace: Jonathan haasi benzi
[2/12, 1:26 AM] Grace: Ma journalists musapote muchipihwa mari muchinyora
[2/12, 1:27 AM] Grace: Who told you that Mugabe will die, pese patinoenda ku holiday unonzwa zvichingonzi vafa
[2/12, 1:29 AM] Grace: Vamwe vanopihwa hugamba husingakodzere
[2/12, 1:31 AM] Grace: Vamwe makuswera makapfeka ma tshirts akanzi lacoste, mugoti unopihwa anyerere
[2/12, 1:31 AM] Grace: Factionalism is now too much
[2/12, 1:34 AM] Grace: Some are demanding ma 30% from companies tozviziva, corruption must stop
[2/12, 1:36 AM] Grace: Ngatikudzei masoja kwete masoja anonobhomba kwaAmai Mugabe
[2/12, 1:37 AM] Grace: I will not stop working because I am the President's wife, we have to work
[2/12, 1:38 AM] Grace: Whites wanted us to be uneducated
[2/12, 1:40 AM] Grace: Vana venyu vachakunzai kuti makanga muripi Vamwe vachitora minda, pawakapihwa ipapo don't let go
[2/12, 1:41 AM] Grace: Parliamentarians are not working, please go to work
[2/12, 1:41 AMGrace: Go and represent the people
[2/12, 1:42 AM] Grace: We were given money by the Chinese to increase power supply
[2/12, 1:42 AM] Grace: Stop cutting trees
[2/12, 1:44 AM]: Grace: We are contributing to climate change
[2/12, 1:48 AM] Grace: The Chinese are going to build a new parliament for us in Mt Hampden
[2/12, 1:51 AM] Grace: VaMugabe kana vakutadza kufamba kuenda kubasa ndichavaisa mubhara
[2/12, 1:54 AM] Grace: Wheelchair inodhura saka ndichavaisa mubhara
[2/12, 1:54 AM] Grace: VaMugabe will be our 2018 candidate for the elections because he is the only who can keep peace in Zimbabwe
[2/12, 1:54 AM] Grace: We have lost confidence in potential successors.
[2/12, 1:54 AM]: Grace: Vanhu vanondirevera nhema ndakakubapa basa, ndokokika, out!!!!!
[2/12, 1:55 AM] Grace: Vagarisa vachangotanga
[2/12, 1:57 AM] Grace: Mandi Chimene wakaenda kuhondo iwe asi hauswere uchiuya uchindivhairira
[2/12, 1:57 AM] Next rally watch that space
[2/12, 1:59 AM] Grace: Zvekurongana nemasoja kuti munobhomba muchida zvigaro muchida zvigaro hazvindibvise kuState House
[2/12, 2:00 AM] Grace: Is it fair that you wanted to kill my kid Bona

[2/12, 2:02 AM] Grace: Munhu unozviparadza wega nemaitiro ako
[2/12, 2:06 AM] Grace: Hatidi vanhu vanourairana mahara
[2/12, 2:07 AM] Grace: Uri kuenda kun'anga kuchipinge nekuda hutungamiri hehede
[2/12, 2:08 AM] Grace Laughs uncontrollably. Grace: ngatibvumei kutongwa nevanogona kutonga.

[2/12, 2:12/12, 7:11 AM] Grace: I will keep working for people,'s interests

[2/12, 2:11 AM]: Grace: No to violence
[2/12, 2:12 AM] Grace: Watch out for Mujuru

[2/12, 2:13 AM] Grace: We have one centre of power1 AM] Grace: I will keep working for people,'s interests
[2/12, 2:11 AM] Grace: No to violence
[2/12, 2:12 AM] Grace: Watch out for Mujuru
[2/12, 2:13 AM] Grace: We have one centre of power

[2/12, 2:15 AM] Grace: People were beaten in Midlands, Mash Central East and Masvingo, especially in Midlands, kana tati uri kuita zve factionalism woramba
[2/12, 2:15 AM] Grace: Lets be united in ZANU PF
[2/12, 2:16 AM] Grace: Don't politicise food aid. She says there are people fighting her

[2/12, 2:19 AM] Some people start leaving as Grace is still addressing.
[2/12, 2:20 AM] Chimene calls for them to remain seated.

Now distributing food and tractors, computers

XS
SM
MD
LG