Accessibility links

Video

VaJohn Madubeko, avo Vasingaoni, neMwanasikana Wavo Kholiwe ane Makore Mashanu


Kune vanopfuura nemuguta reGweru vanoziva VaJohn Madubeko nemwanasikana wavo Kholiwe avo vanotandadza vanhu nemhanzi. VaMadubeko havaoni. Vhidhiyo yakatorwa naVaSam Ngoni Zaranyika.

XS
SM
MD
LG